Mambo

Nyatsimba Mutota weHumambo hweMutapa.

Mambo (Chirungu: King) mutongi wenyika anogadzwa achibva kumhuri yekutonga asiri wekuvhoterwa. Mukadzi anebasa rakafanana neraMambo ndiMambokadzi.

Mamwe Mazwi

Mitauro yeBantu